FreeDrYork.com

ZIMBABWE NEWS TODAY | 25TH APRIL 2019

ZIMBABWE NEWS TODAY | 25TH APRIL 2019

#zimbabwe #zimbabwenews #zimbabwelatestnews

8 Responses

  1. Hurumende yezimbabwe ine dambudziko rekuti hapana painoti apa takundika inongoti zvose zviri kufamba ko kuchema kuri kuitwa nemateacher kuti pay yavo haichatenga chinhu mateacher emuZimbabwe here hazvinzwisisike

  2. Kkkkkkk diaspora musaende munono uraiwa ne kusungwa chete chete nekuti manjaira kutaura chokwadi chinoitwa ne zanu pf

  3. Vp Chiwenga vanofanira kugadzirisa huwori huri kuitika muhurumende yeZimbabwe vazobata zvavo vari kukwidza zvinhu vasatangira pasi ngavatangire kumusoro

  4. There is nothing change since he came to power. It’s same like when Mugabe was in power. To go back home is waste of space.

  5. Hakuna nyika pasi rino inosimuka isina currency yayo zimbabwe iri kufambiswa nefejafeja iri kuitwa nanaMangundya naMtuli kuRBZ

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *