ZIMBABWE NEWS TODAY | 25TH APRIL 2019
ZIMBABWE NEWS TODAY | 25TH APRIL 2019
#zimbabwe #zimbabwenews #zimbabwelatestnews
ZIMBABWE NEWS TODAY | 25TH APRIL 2019
ZIMBABWE NEWS TODAY | 25TH APRIL 2019
#zimbabwe #zimbabwenews #zimbabwelatestnews
Hurumende yezimbabwe ine dambudziko rekuti hapana painoti apa takundika inongoti zvose zviri kufamba ko kuchema kuri kuitwa nemateacher kuti pay yavo haichatenga chinhu mateacher emuZimbabwe here hazvinzwisisike
Kkkkkkk diaspora musaende munono uraiwa ne kusungwa chete chete nekuti manjaira kutaura chokwadi chinoitwa ne zanu pf
Diaspora was not allowed to have a say in elections. That is not a genuine call
Build it yourself because you are the one who led Zimbabwe Economy into a total Comatose???
President ma Political reforms, makaramba kuti ti vote nyatsofungayi nyaya yenyu.
Vp Chiwenga vanofanira kugadzirisa huwori huri kuitika muhurumende yeZimbabwe vazobata zvavo vari kukwidza zvinhu vasatangira pasi ngavatangire kumusoro
There is nothing change since he came to power. It’s same like when Mugabe was in power. To go back home is waste of space.
Hakuna nyika pasi rino inosimuka isina currency yayo zimbabwe iri kufambiswa nefejafeja iri kuitwa nanaMangundya naMtuli kuRBZ